Song Cover Image

Dambu chero by linky man (Remix)

Linky man Linky man Linky man ndiyaniko anenge LiNkY man Two shots Two shots ndaitonzi Jacob nekuda kwekuzooma vachiti mukanya munechipo chekurima mhodzi yese yamakanda inobuda ndopandakasangana nechimwe chinoruma Linkyman LiNkY man maihwe ndauraiwa nemuchero ndaizvifurira ndichingorovadambuchero chembere ndaiwona kunge young zera ndatota kunge kiti yawira mumvura maihwe ndauraiwa nemuchero ndaizvifurira ndichingorovadambuchero chembere ndaiwona kunge young zera ndatota kunge kiti yawira mumvura gonyera pamwe zingizi ndaisayibvuma anenge angopesuka ndaitera ndonyengerera kusvikira abvuma asi handichabvumwa nemafuta ekuzora ndipey fon ndimbofonera seke mutema nditi vhuramai ndarumwa nechekuchera saka ndokumbiroo muudze amai kuchera kuti zvavakandidzidzisa handina kuteerera linky man Linky man maihwe ndauraiwa nemuchero ndaizvifurira ndichingorovadambuchero chembere ndaiwona kunge young zera ndatota kunge kiti yawira mumvura haaaaaaaaaaaaaa LiNkY man maihwe ndauraiwa nemuchero ndaizvifurira ndichingorovadambuchero chembere ndaiwona kunge young zera ndatota kunge kiti yawira mumvura vamwe vaindipa vachindiyimbira favor sandra linda marry na ever vamwe vainditengesera vamwe vachindipa vachiti banana rinoda risina goko ikozvino gumbo rangu rakunge ruoko dhokotera vakanditi hauna ropa wakadya muchero unogwambisa ropa aaaah varume inini ndachepa aaaaaah ndauraiwa nemuchero ndaizvifurira ndichingorova dambu chero chembere ndaiwona kunge young zera ndatota kunge kiti yawira mumvura maihwe ndauraiwa nemuchero ndaizvifurira ndichingorova dambu chero chembere ndaiwona kunge young zera ndatota kunge kiti yawira mumvura gonyera pamwe zingizi ndaisayibvuma anenge angopesuka ndaitera ndonyengerera kusvikira abvuma asi handichabvumwa nemafuta ekuzora ndipey fon ndimbofonera seke mutema nditi vhuramai ndarumwa nechekuchera saka ndokumbiroo muudze amai kuchera kuti zvavakandidzidzisa handina kuteerera