Tsvara kadenga kusikana akanaka bby ndidewo kana ×2 Baby you are my one only munhu wandichada kusvikiri muguva and ndiwe wakatora moyo wangu and uchava mai vevana vangu , ndakatoudza hama neshamwari kuti ndiwe muroora waamai . Kumbakwenyu ndinobvisa mombe dzinotsika cause uri mineral randaka discover